Chigiriki - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Chigiriki

Kubva Wikipedia
Mabhii eChigiriki

Chigiriki (mu Chigiriki cheikozvino: Ελληνικά (Elliniká); Chigiriki chekare: Ἑλληνική (Hellēnikḗ) ibazi rakazvimirira remhuri yemitauro yeIndo-Yuropu, yakazvarwa kuVugiriki, Saipurasi, Arubhanya, mamwe matunhu eMedhiteraniya rekuMabvazuva neBhahari Tema. Iyo ine yakarebesa yakanyorwa nhoroondo yechero mupenyu Indo-Yuropu mutauro, inotora angangoita makore mazana matatu nemazana mana ezvinyorwa zvakanyorwa.

Bumbiro re mabhi eChigiriki

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai mahatikoru: Bumbi reMabhi eChigiriki uye Horutogirafi ye Chigirki

Chigiriki chine mabhii makumi maviri ne ina (mambiri-ina), rimwe ne rimwe rine fomu re nyorwauzuru (uppercase) ne nyorwadzasi (lowercase). Bhii ra sigima rine wedzerwa re fomu re nyorwadzasi (ς) rinoshandiswa muchinzvimbo ye kupedzisira/pakuguma.

nyorwahuru
Α Β Γ Δ Ε Ζ Η Θ Ι Κ Λ Μ Ν Ξ Ο Π Ρ Σ Τ Υ Φ Χ Ψ Ω
nyorwadiki
α β γ δ ε ζ η θ ι κ λ μ ν ξ ο π ρ σ

ς

τ υ φ χ ψ ω